GOOD MORNING GOOD DEMBAREANS AND DZETSEREANS. LIKE i said on - TopicsExpress



          

GOOD MORNING GOOD DEMBAREANS AND DZETSEREANS. LIKE i said on another post nezuro, i want you all, to get me right. Im not inciting violence kuBF, like what most people were thinking nezuro, i want you to get me right. Ndiri kuti, IN THE EVENT YEKUTI BHORA RAPERA, TAVADYA SEZVATICHAITA NHASI IVO VOBVA VATANGA MUSINDO.. aiwa tiri varume isu madembare, vakangotanga, noise chete isusu ngatidzorerei madembare. Nekuti masupporters eBosso haapengi but, anonyepera kupenga.Saka vakangotanga zvavo zvavakajaidzwa naana Caps isu ngatiitei, zve Masvingo United,batai munhu. Nekuti tikarohwa takati vavava,i VIOLENCE. tikavadzorera i VIOLENCE futi. Ngatisatangai kuvarova ivo,asi kana ivo vatanga, ngatidzorerei madembare,muchaona kuti hapana zviripo, makumbo enyoka. Munhu wese kuBF nhasi. #babatee
Posted on: Sun, 27 Oct 2013 04:18:56 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015