Guyz regai ndiparidze bcoz mweya wacho wandibata zvamunoona nyaya - TopicsExpress



          

Guyz regai ndiparidze bcoz mweya wacho wandibata zvamunoona nyaya hadzisi kuchurch kwatinga swera asi kuti nyaya dziri kumba kunodyiwa machunks kunororwa baba naamai kunororwa amai nababa nekuti handisati ndamboona mai nababa vachirwa muchurch asi kuti vanotosekererana senge zvakanaka uko kumba baba vachipiwa chekudya negumbo dai vaparidzi vaiziva nyaya iyi vaishanya mudzimba vachigadzirisa nyaya mudzimba nekti maone kanawakomborerwa iti hemeni ngatinamatei zvinesimba nekuti muchurch kuti zvinhu zvifambe nyaya yacho inotangira kumba manje zvinga fambe sei iko kumba kwacho kusina rugare rega ndiparidze imwe iyi tozoikurukura mumwe musi ihameni iyi kana ndichinyepa dont coment
Posted on: Sun, 04 Aug 2013 09:21:21 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015