Hide ID. Makadini tete na sekuru. Ndiri musikana ane 19 years - TopicsExpress



          

Hide ID. Makadini tete na sekuru. Ndiri musikana ane 19 years uye ndichiri mhandara mukomana wangu ane25 yrs akandivimbisa kundiroora muna December . Dambudziko riripo nderekuti mukomana uyu anodakutanga araraneni kuti azive kuti ndichiri mhandara here. Ndakamuti tanga waroora iye arikungoti saka haudi nezvangu. Mubvudzo wangu ndewekuti hazondisiye here kana tikararatese. kanakuti ndosiyana naye hangu nguva ichipo zvimwe zvese anondiitira damudzikorake ndiroro patinongoonana anongoda kundikumbira bonde. Ndibatsireiwo dare handichazivi zvekuita ndapererwa. Ndinotenda kune vachandibatsira vanotuka magwana ndimiwo.
Posted on: Thu, 26 Sep 2013 03:01:48 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015