Hide Id pliz post on my behalf.Ndati ndiudze vakadzi - TopicsExpress



          

Hide Id pliz post on my behalf.Ndati ndiudze vakadzi vari mudzimba vakaita seni, l am 45 yrs ndakatanga kuhura ndiine 40 afta murume wangu ahura zvembiri. Musazoti ndituke ndati ndikupei ma tips ekuti musabatwe musatombotuke nekuti varipo pano vakaita seni. 1) dont save number yechikomba memorise it 2) muudze nguva yeku4na kwete pese pese 3) usashandise mota yako kana uchinomuona get a cab 4) iwewewo dont kol him pawadira nekuti akabatwa newe you have everything to loose 5) danana nemurume anewo mukadzi wake that way you are both safe nekuti hapana anoda kuputsa yake imba 6) haikona kupomba kana wakubuda pfeka rokwe ku ba mpfana vasanyumwe 6) Pota uchikanganwa phone yako kumba kuitira kuti usatsvagwe 7) Pota uchinyepera kuvhiringika 8) usafe wakachinja hunhu. Kana paine vabiyangu wedzerai plizi. Thank you fr postin admin Tannah
Posted on: Sat, 20 Sep 2014 04:11:21 +0000

Trending Topics



div class="stbody" style="min-height:30px;">
Im delighted to announce that Smitten Designs is officially at an
Friday, February 28th 2k14 Gold: $1328.20 Silver:
Narendra modi hasnt even decided his seat yet and is in the

Recently Viewed Topics




© 2015