Hide id ndiri musikana virgine ane makore 20 ekuberekwa uye - TopicsExpress



          

Hide id ndiri musikana virgine ane makore 20 ekuberekwa uye mukomana wangu ane makore 25 tinodanana tose asi hatisati tava ready for marriage but dambudziko nderekuti mface wangu anoti anoda kuona kuti ndiri virgine here saka ini ndakamuti ashandise chigunwe chake asi iye anoti anoda kushandisa chinhu chake zvino ndiri kutya kuti anobva arara neni zvinova zvandisati ndava kuda. Ndibatsireiwo vehama ndoitawo sei kana padai ndatovhiringika thnx kune vachabatsira vanotuka nemiwo futi
Posted on: Sat, 06 Jul 2013 11:47:41 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015