Isaiwo yangu iyo .vedewe ndaktadza kwazvo paiva nemumwe - TopicsExpress



          

Isaiwo yangu iyo .vedewe ndaktadza kwazvo paiva nemumwe mukadzi wandaiiwirirana naye ari neighbour yangu .Mumwe musi akandikumbira kuti ndimutore photo ne4n yangu ndimuisire pa profile picture yake pa face book sezvo iye anga asiti avakunyatsoziva zvepa f b .Ndakamuiisira asi haana kuzoita log out.ini ndipo pandaka poster pa fb ndichishandisa account yake ndichiti ndirikungotamba .ndak­ anyora kuti ndiri kutsvagawo murume arinani wandinaye haanyatsoita ,hapana zviripo. Hama dzemurume padzakaona izvi dzakamubvunza akati haasiriye aiva anyora ,vakauya vakandibvunzawo ini ndikaramba .Mukadzi uyu akabva arambwa akasisiwa basa .zvino aingoti akandiona otanga kuchema, dzikara ndatama nzimbo iyi .saka ndoita sei kuti vanhu avavadzokerane ini ndirikutya kutaura chokwadi .zvane five months zvaiitika
Posted on: Sat, 20 Dec 2014 18:37:19 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015