Its very easy for Biti to sellout or to betray the peoples - TopicsExpress



          

Its very easy for Biti to sellout or to betray the peoples struggle because as a foreigner, a Malawian, he has nothing to lose. Zimbabwe yakatanga kupisa hondo nhasi, he can easily escape to Lilongwe or Blantyre just like what Cremea Russians did to Ukraine. Asi regai nditaure ndichiti, mutambiro wakadaro hauna kunaka. kana ma indigenous Zimbabweans vane struggle yavo iwe urimuuyI usapindire mazviri. Asi kana wada kupinda mazviri chizviva kuti hutengesi wotomira nokuti unogona kuuraisa vamwe vako vasina mhoswa. Ethnic wars and genocides are there,zvinotangira ipapa, kuti tine Struggle yedu wouya iwe tokupa chigaro chepamusoro iwe uine misoro miviri, zvino tino gona kuisa Struggle padivi tombo kudimbura mumwe musoro tozodzokera kuStruggle zvakare. THIS ADVISE GOES OUT TO ALL FOREIGNERS BE IT IN ZIMBABWE OR OTHER COUNTRIES, DO NOT GET INVOLVED IN OTHER PEOPLES STRUGGLES KANA MUSIRI PACHOKWADI!!!!
Posted on: Fri, 02 May 2014 07:47:48 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015