It’s easy kuita zvinhu zvakanaka than kuita zvakaipa. Kuva - TopicsExpress



          

It’s easy kuita zvinhu zvakanaka than kuita zvakaipa. Kuva munhu ari peaceful hazvinetse but you need more energy kuita violence nekupopotedzana nevanhu. Unotoda simba rakawanda kuita noise than kungodzikama. Its very cheap to be faithful to your husband or wife, but kucheater kunotoda mari yakati ohh, because uchada kutenga airtime, kukecha, kunobooker kuLodge, apa urikutora risk yezvirwere. Its easier kunamata than kutadzira Mwari. Zvitori nyore kutaura nevanhu zvakanaka than kutukurira. Its easier kugamuchira Jesu than kuromba chikwambo. Because zvaJesu its for free but chikwambo munonzi tipei mari. Its easier kuparidza eternal life than kuuraya munhu. Zvitori nyore kufadza Mwari than kufadza satan. Kushandira satan kunonetsa, kwakaoma and kunodhura. Ungazvigone zvekuponda vanhu iwe? Iye Jesu akataura akati joko rake hariremi uye mutoro wake wakareruka (Matthew 11:30). Better kushandira Jesu panekushandira satan.
Posted on: Sun, 02 Feb 2014 04:00:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015