Iwe chimoko iwe ukaona uine mukomana anoita zviri - TopicsExpress



          

Iwe chimoko iwe ukaona uine mukomana anoita zviri apa"SIYA"usapedze nguva yako pliz tsvaga arinane Mukomana asingadi kuti umushanyire kumba kwake siya. Mukomana asingadi kuti mumbo chinjana ma4n kana kuti umboshandisa 4n yake siya iwe. Mukomana anogara achingoti ari bhizi paunenge uchida kumuona siya. Mukomana anoti kana ukamushanyira pabasa pake iye anokuti enda unondimirira uko siya. Mukomana anoita 2days asina kana kuku4nera siya. Mukomana anoti kana muchifamba mese anoti fambira kure neni siya iwe siya. Mukomana anodzima 4n manheru siya.
Posted on: Thu, 18 Jul 2013 17:00:30 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015