Jephthah akati iye kana Mwari mukandipa kukunda pahondo yangu - TopicsExpress



          

Jephthah akati iye kana Mwari mukandipa kukunda pahondo yangu nemaAmmonites, pandinodzoka kuhondo whatever comes first out of my house ndichakupai sechipiriso(sacrifice) Judges 11:30-31... Akaenda kuhondo Mwari vakamupa kukunda... hepano pakudzoka, the first thing to come out of his house was his daughter... Eish!!! Jephthah, but you made a vow before God... Now, Jephathah haana kuchinja nyaya coz chatanga kubuda mumba make mwanasikana wake - NO- akazadzisa shoko rake raakapikira pamberi paMwari... vazhinji vedu nhasi uriwe uchidzoka kuhondo waitonamata kuti dai imbwa yangu ndiyo ikatanga kubuda mumba... ehe varipo vakadaro, vanoti, Mwari mukangondipa basa chete, my first salary ndeyenyu... kungopihwa basa racho so the next thing takukuona wakabata bhotoro refanta nemabhanzi wakukanganwa Mwari akakupa basa... wakuwanza kunwa doro kudarika mvura... wakanganwa because zvanaka nhasi... Mwari mukangondipa mota chete i will use it to advance the ministry - kungopihwa mota so nhasi naMwari takukuona wakazadza mabhebhi imomo zvaMwari padivi tsve... batsirika hama, dont make a vow before God and not fulfill it... When you make a vow to God, do not delay in fulfilling it. He has no pleasure in fools; fulfill your vow - Ecclesiastes 5:4... USACHINJE NYAYA BECAUSE ZVANAKA - RANGARIRA ZVAWAKATENDERANA NEDENGA!!
Posted on: Sun, 16 Nov 2014 19:00:56 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015