Just becoz i am a woman -chero ndikaattractwa sei nemunhurume - TopicsExpress



          

Just becoz i am a woman -chero ndikaattractwa sei nemunhurume azvibvire kuti ndimusvitse shoko *just becoz m a woman -chero ndikaita mimba ka5 ndinongodzitakura ndega murume haafe akandibatsira *just becoz m a woman -mbereko ikanetsa mumba anotanga kupihwa blame ndini*just becoz m a woman -murume kuti ndimubvunze kuti sei apinda mumba na12am anobva andirova *just becoz m a woman -murume chero ukamubata aine aine girlfrend hapana zvaungamuita asi ini ngandingozviyedza chete* just becoz m a woman -mwana akarwara ini mai ndinorara ndakagara baba vakadzipfodora havo* just becoz m a woman -murume akaita hurombe vehukama vanonanga ini mkadzi wake *just becoz m a woman -mwana akafoira kuchikoro mhosva ndeyangu ini mai asi kana apasa anenge awenyu *just becoz m a woman -ndinomukira kubata basa uku kacheche kachichema ndoswera pamsika kuriritira mhuri yangu asi murume achidya hake mari nemasmall house *just becoz m a woman -ikozvino m HIV positive asi handina kumbobvira ndacheater murume wangu denda rakauya nababa mumba ini ndinyerere *just becoz m a woman -Ndakaroorwa ndisina mavanga aya asi ikozvino muviri wese mavanga ekurohwa *just becoz m a woman Nyarara kuchema mkadzi weAfrica nyangwe zvinhu zvikaoma sei Mwari anokuchengeta, ramba uine moyo wako muchena rera mhuri yako shanda nesimba uriritire vana vako . Single mothers Mwari anokudai newewo chirikadzi pukuta misodzi yako. No to arbotion mwanasikana usambonyara kusekwa chengeta mwana iyeye inga varipo vakarambwa varimudumbu nhasi vana ava vakura vamwe vatove madoctor nemapastors. Mamwe marriage anenge majeri chaiwo mkadzi uripanguva yachimbetu pay slip yemurume hautomboizive asi nhasi ndinoti Jehovah wekudenga ngaakudzikinure neruoko rwunesimba kubva mujeri iri,wako murume arikuzokuda zvakapetwa kaviri. Arise and Shine * MKADZI AKANGWARA MURUME WAKE ANOVIMBA NAYE* . To you young girls KEEP YOUR VIRGINITY FOR THE HONEYMOON
Posted on: Thu, 17 Jul 2014 16:49:25 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015