Kkkkkkk team yebhora inosanganisira coach wayo coach akasatamba - TopicsExpress



          

Kkkkkkk team yebhora inosanganisira coach wayo coach akasatamba zvakanaka even maplayers kanaka sei team iyoyo haihwine zvachose Ivory coast yanga ine maplyer any team would need to win but what did they do they were even beaten by Zambia Ghana yakaenda kumba nekuda kwacoach kwete maplayers hezvo Brazil yadzipihwa dzakatikuti coach akatarisa pane kuti aburitse luiz apinze anaWilliam nevamweo uye nkuchinja strategy pasi tsvee ndinoziva zvandiri kuita hameno kuti chisydrome ichochi chachapera rinhi
Posted on: Tue, 08 Jul 2014 21:05:08 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015