Kuna Tezvara , Munofara here ? Ndanyora ndichipindura yenyu - TopicsExpress



          

Kuna Tezvara , Munofara here ? Ndanyora ndichipindura yenyu yamakati ndimbokuyeukai iya . Chokwadi tezvara ndechekuti bill renyu rekutanga rinoda re- write iri strong nekuda kwezvinotevera : Mwana wenyu anobika mbodza all the times , kugeza kunomushupa , anotamba njore kwanzi akafundiswa namai vake , anoba plus I lost mari yakawanda ndichibhadhara kumapurisa asungwa , anotaurisa zvekuti mumba medu hamugariki bho . Plus basa ndakasiya uye mdhara wangu akafa . Ndinovimba you are going to consider this . Zvose izvi zvingangoda 50 % discount . Ndapedza ndini mukuwasha wenyu baba
Posted on: Sun, 22 Sep 2013 15:49:14 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015