Makadii Tete na sekuru. Please Hide id. Ndibatsireiwo ndanetseka. - TopicsExpress



          

Makadii Tete na sekuru. Please Hide id. Ndibatsireiwo ndanetseka. Im a lady aged 25 hubby is 26. We live here in the UK. We have been married now for 3 years. God blessed us with a daughter 2 weeks ago. I havent been back to zim since I came over here about 15 years ago. Basically Ive spend more than half my life here in UK. My whole family is here, we relocated together at the same time. I havent met my in- laws because we got married over here. My problem now is that amwene naatezvara vari kuuya kubva ku Zimbabwe to see our daughter but the timing is wrong because my aunty is coming from the states at the same time. Problem haisi ye space but Im worried kuti avo vari kubva ku zimbabwe kune hutsi nenyaya yekushaya magetsi havazo nhuhwidza mumba here ini ndine vanhu vari kubva ku states ne shamwari dzinenge dzichiuya kuzo ona mwana. Ende Im worried ne nyaya yekuti vanhu vari kumusha (Harare) vari kugeza nekunwa mvura yemu sewage. Havazo rwarisa mwana here pavano mubata? Thanks kune vachabatsira.
Posted on: Tue, 02 Sep 2014 19:28:17 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015