Mamukasei hama ne shamwari..... Mari inoshandurwa zita rayo - TopicsExpress



          

Mamukasei hama ne shamwari..... Mari inoshandurwa zita rayo zvichienderana nepairi kushandiswa ne ari kuipiwa painopihwa kuna tezvara pakutenga mwana wavo tinoiti ROORA Kana paya patinenge takonana nemukadzi kusvika pakudzingana kuti nhai Mai vevana dai madzokera kwenyu tinoitumidza kuti GUPURO Kana toibhadhara ku hurumende toiti TAX. Patinenge tichishumira Mwari tichiti kupa kune mfaro tinoiti MUPIRO. Kana tichinge tabvuma mhosva kumatare edzimhosva tobva taiti FINE. Tichikwira bhazi tinoiti busfare... .. Kana toibhadhara kuchengeta vana toiti maintanance.... Kana woipiwa mushure mekusiya basa yakunzi PENSION..... Taenda kuna Godobori kunopiwa makona toiti makwati. Parufu tinoiti CHEMA...... Ko inopiwa hure inonzi chii....???????? , SIBOZ DOT ADMIN 3
Posted on: Sat, 05 Oct 2013 06:06:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015