Munozviziva here kuti VaMugabe musi wavakabuda mu Highfields - TopicsExpress



          

Munozviziva here kuti VaMugabe musi wavakabuda mu Highfields vachitiza vachienda kuMozambique ,vakatumirwa ndege 28 kutvaga munhu mumwechete ??? Vamwe vachifamba nedzimota ? Dzakazara mota nendege maroad block Mutare nzira dzose dzinoenda ku Tete dzakanga dzakavarwa . VaMugabe vakanga vazobiwa mumba mavo mavayigara vakachengetwa kuti vasabuda munyika,vana Cde Robson Manyika ,Cde Masocha Ndlovu na Edgar Tekere , vakanosvikira mumusha meshumba yemashiripi Cde Reketayi Rekayi Tangwena ,ndivo vakaita shiripiri randisati ndakambonzwa muupenyu hwangu. Pakaitika mhute zuvarose yakachengetedza vakomana vachifamba musango maiva neshumba nemapere . Kusvika vanopinda kuMozambique ,ndipo pandakatanga kuona murume uye tichizomuratidzwa na VaChitepo vachiti ndiye Secretary wenyu ..... Nyika hayiende kuvarungu nekuti Chinja Chete ,muchazoona mashiripiti varume ,musati handina kukuyambirayi . Vivaaaaaa! Zanu Pf Vivaaaa!!
Posted on: Mon, 22 Jul 2013 17:11:59 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015