Mwadhi kubva muinbox Chitupa vigai zvenyu Ndiri murume - TopicsExpress



          

Mwadhi kubva muinbox Chitupa vigai zvenyu Ndiri murume akaroora ndabva kubasa ndikawana kumba kwangu kuna mashura chaiwo . Mukadzi wangu haana kuziva kuti ndichadzoka kubasa ndawana muWardrobe mune present yakanzi happy birthday . Ndabva ndavhura kwava kuwana mune mabhurugwa echikadzi matatu ne bra matatu .Ndavhunza vadzimai vangu vakati ndezvaShamwari yavo yazvisiya havasi kuda kuti murume wavo azvione . Muvhunzo wangu ndewekuti ndovhunz here shamwari yavadzimai vangu kana kuti murume wacho nekuti hapana kundijekera kuti chii chaizvo chirikutora nzvimbo. Ndinotya kuputsa imba yavaviri avo Ndoita sei ? Apedza munyori wedu #Save#
Posted on: Thu, 31 Oct 2013 15:15:59 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015