Mwari haade maingredients kuti aite munana... He weks in ways we - TopicsExpress



          

Mwari haade maingredients kuti aite munana... He weks in ways we can never understand... Unonzwa achiti ndinoisa nzira pasina nzira, i can mek HIGHWAYS IN THE FOREST... RIVERS IN THE DESERT, kuna mapisarema unonzwa achiti if the Isralites had believed me, if they had not limited me they woud hev drank honey from the rock and bread from the finest of the flours... Vana veIsarael pavarikufara kuti tadya chingwa chengirozi Mwari ndoparikutoti ipapo he was being limited ummmmmmm.... Elijah nekuziva mhando yaMwari wake unonzwa achiti mangwana nenguva ino hupfu hwakatsetseka hunenge hwava kutengeswa, apa hapana munda wakohwewa, hapana bakery ravhurwa, hapana kurikunokweretwa chekudya but Elijah has an understanding yekuti Mwari haadi maingridients kana afunga kubika munana.. Pasina brigdge ririkugadzirwa, pasina zvikopokopo zvadaidzwa unonzwa Mwari vachiti go forward to the isralites vasvika pagungwa dzvuku.... Iwe usadherere Mwari mhani mhani... Hazvina basa kuti wakapihwa final warning kubasa, hazvina basa kuti wane 3 yrs urikumhiri kwemakungwa but basa raramba kumuka masikati ano unogona kuitirwa zvakanaka kana ukatendera Mwari kuti vasangane newe... Iti Jehova pamunofamba ndodawo kufamba, pamunomira ndodawo kumira, kwamusingaendi Mwari handiendi kana musineni.... Nekuti vakanga vachifamba pasi pegore ndovaiwana manna, protection and guidance from God cn only be received wen u walk with God.. in 6 months unotowana anokuroora mugotochata muchato unotyisa chaiwo..... ndoda vashoma vanoti pastor 2013 is my year Mwari ngavarangarira hupenyu hwangu... munamato wako ingoti IShe wemba ino inonzi inini tongai baba mairi.. torai nzvimbo yenyu saMwari mufambe neni, tsoka dzangu ngadzirongwe nemi Jehova.... in Jesus name... ita Amen inosvota satani.
Posted on: Wed, 05 Jun 2013 14:15:12 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015