Nhasi Mwari anoti Noah vaka Areka kuti usafe nemvura, but tomorrow - TopicsExpress



          

Nhasi Mwari anoti Noah vaka Areka kuti usafe nemvura, but tomorrow Jonah anonzi buda muboat upinde mumvura and haufe.Nhasi Loti anonzi tiza because kuchanaya moto, but tomorrow Shadreck and his friends vanonzi pindai mumoto hamutsve.Nhasi zvinonzi Samson uraya shumba, but tomorrow Daniel anonzi pinda mugomba reShumba hapana inotambika.Nhasi Jesu anokumbira boat raPeter, but tomorrow HE will walk on water.Urikuona here kuti chinhu chauri kuti nhasi iProblem, tomorrow you will be on top of it? Secret iripo ndeyekuramba uchifamba naMwari unokunda chete!!BACK IN 9 MINS. Dear God: The one reading this is your child, classy, strong. Help this person live life to the fullest. Please promote this person and cause him to excel above expectations. Help him to shine in the darkest places where it is impossible to love. Protect the one reading at all times, lift him up when he needs you the most, And let him know when he walks with you, he will always be safe
Posted on: Sun, 23 Jun 2013 06:27:09 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015