Pachirungu kune inonzi jurisdiction. Mupuirisa wekuMalawi - TopicsExpress



          

Pachirungu kune inonzi jurisdiction. Mupuirisa wekuMalawi hazviite kuti auye muno muZimbabwe asunge munhu ari kuita public drinking. His jurisdiction is limited to his country. But a Man of GOD from Spain anogona kuuya muZimbabwe and akadzinga mademon from the local people. Chinoita kuti mupurisa weku Malawi ashaye power muno it’s because authority yake is from human beings but chinoita kuti Pastor vekuSpain vaite power muno it’s because His authority is from GOD. Power raunopihwa nevanhu has boundaries but power raunopihwa naMwari can work anywhere. Mukunamata usavavarire kupihwa authority nevanhu iwe usina authority kubva kunaMwari. Unogona kupihwa position yekuti Elder nechurch but chenjera kuti your authority is restricted to the church only but kumba uko unenge uchishungurudzw a nemukadzi kana murume. Hausati waona mufundisi wekuti kuchurch anenge aine authoruty stereki but his kids are very stubborn? Anogona kucontroller church but achitadza kutsiura vana vake. It’s because akaitwa mufundisi neBible College and not GOD, so jurisdiction yake inogumira kuchurch. Tsvaga authority kubva kuna Mwari and not mere human beings because the power of GOD knows no boundaries. *shambas*
Posted on: Tue, 10 Jun 2014 15:17:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015