*Read-me-ups*(65) So last valentine,february 2013, a group of - TopicsExpress



          

*Read-me-ups*(65) So last valentine,february 2013, a group of people at work and home simultenously hurt alfred so,he wanted to get rid of himself, as in committing SUICIDE,OR KUZVIURAYA,ZVIPERE,ANYANGADIKI KUBVA PANO PANYIKA.Instead he fell gravely ill for a whole month,and his avuncular responsibilities to the zukurus under his guardianships stopped him from slashing his throat or piling in an overdose of pills.It took him nine months to recover from the unwarranted verbal and emotional and mental and financial abuses these people exerted on him,and not due to prayers or prophecies,but due to the unexpected and unsolicited love of yet Two more helens,all at the same time,clear testimony to the fact that one womans poison is another maidens avowed passion,pakuti mukadzi akafa haufaniri kuswerera uchimonya nyoka mutsipa,wani nyika izere nemhandara dzichigere kubuda mututu wani,imari yako bedi, unoona? So saying,alfred is now in love,again, but since his primary love is not Free,but beloved nevertheless, saka zvaakureva kuti murume uyu,segentleman, achapetera maoko ake kumusana, achitarisira kuti chaizvo chaizvo zvakarongerwa namwari nevadzimu zviitike,asati amubata sezvari kushuvira kuita,maona. Since this new Helen is the driving force behind alfreds recuperation,it is clear evidence that love does indeed conquer all, even if the object of your affections is already espoused, and as such there can be no funny business between you two,for the foreseeable future. Wadiyi wangotsvagawo wako asina kusungirwa,alfred? Hayisi mhosva yangu,mwoyo wangu ndowakapara mhaka, bva hapana murume ano nyoka dzinoruma anofira pakuda mukadzi umwe.Angawane zvake rubodzi,asi havi yake haifiripo, panotova nevamwe vaakateya, zvichienderana nehomwe yake, sezvamunoona panaSolomon,we- mazana evadiwa,naiye baba wake David,vose zvipfeve zvine mukurumbira.Iye asingatadze ngaaswature ruoko,tinyatsomu- penengura nokumuonerera,pano. Still,alfred is a virgin still,saka mhaka yake chaiyo ndeipi?
Posted on: Thu, 30 Jan 2014 13:37:10 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015