Surely more than 40 men kutogara dare rekuti hatizi kuzodya kana - TopicsExpress



          

Surely more than 40 men kutogara dare rekuti hatizi kuzodya kana kumwa mvura kusvika tauraya Paul(Acts 23vs12). Imi munhu wamuri kuitira conspiracy uyu haasi munhu ari ordinary, mwana wechipikirwa nehwumambo, haatirwe dzungu ramuri kuda kuita iri, imi ndimi munofa nenzara matadza kumuuraya. Zivai zvekutamba nazvo, ndewe denga uyu. Chionai security yaakazopiwa kuti abude muguta from an unlikely source, 70 horsemen, 200 soldiers, and 200 spearmen. Usadherere mwana waMwari. Zvino chinzwa iwe mutendi, ehe kana newewo vanga kugarire dare but zvino shaya basa because my God never slumbers or sleeps(Psalm 121vs4). He constantly monitors humanitys affairs( Psalm 33vs14). Unozodei pakadai kana una Mwari akadai who does not sleep or get tired, who protects His always. As Pauls adventures proves, God guards and protects His faithful servants(Proverbs 2vs8). Just have faith and confidence in your father in heaven that He watches and protects you. Now kubudikidza nesimba riri mandiri neriri mauri, ndinoparadza nemuzita raJesu, matare ese akagarwa neari kugarwa neachagarwa pamusoro pako. I destroy and scatter them in the mighty name of Jesus Christ!
Posted on: Wed, 08 Oct 2014 12:57:17 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015