Tete Joyce,ini ndoda kubetsera vanhu kadzi vazhinji vaputsa dzimba - TopicsExpress



          

Tete Joyce,ini ndoda kubetsera vanhu kadzi vazhinji vaputsa dzimba dzavo vachiti varume vari kuhura..ndiri murume ane 33 yrs ne vana 2.. Zvakaonekwa zvakakodzera kuti munhu rume anokwanisa kuda mudzimai wake 100% nenguva imwe cheteyo aine ma girl friend anopfuura kana mashanu.kunze uku tinenge tichingo sampler kunzwawo kuti idzo mbeche dzine ma flavour akadii.chokwadi mungandituke asi varume vanoda kutaura chokwadi ngatiudzei vakadzi nyaya iyi..ini pano wangu mkadzi ndomudisa asi ndinopota ndichimbonzwawo kunze.uye kupoya kunoitira kuti pandinodzoka mumba ndinenge ndine more fire!I know this might be so touching and kune vamwe varume vanoda kuzviita holly holly vanoshoropodza nyaya iyi asi ndivo vanozoti kana vapoya vokanganwa kumba. Kwatiri varume ngatidzidzei kuti tikaenda kunze tiudze ma bhebhi kuti kumba kune varidzi ve band so that ma girl friend edu ave flexible kuti vave ne 2 or 3 varume zvinoita kuti asakurambidza kudzokera kumba..hongu zve aids iriko and kwamuri vakadzi hapana imwe nzira muchatongorwara asi thank God haichaurayi.kunyangwe mukazvinyepera kuti hamuitwi iyoyo ndipo paya pamunozofa HIV muchifunga kuti hamuna nokuti pakangohura baba makavaramba..garai mose mumba muchipota muchitestwa kana changochaya motopiwa mapiritsi emahara aya.. Ini nemkadzi wangu tinotonwa and patakabatwa hapana haina kumboita nyaya mumba.veduwe munoda kuti tiitesei .like muno mu SA ndiri kuma Xhosa .vakadzi vacho vari eazy and havanei nekuti une mkadzi.varume chikumbiro changu ndechekuti musachengera mahure asina varume nokuti ndipo paya paanozokurambidza kuenda kumba musiye aite dzake maths mosangana paku svirana.. Ndini wenyu chipanga mazano kana kuti Mafirakureva
Posted on: Thu, 31 Jul 2014 19:11:26 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015