Tindo aizvifambira hale pa Magunje Growth Point achibva anzwa - TopicsExpress



          

Tindo aizvifambira hale pa Magunje Growth Point achibva anzwa zimbama kwaaaaa padama rake nemwana wa sabhuku ainzi Firimoni Tindo :: ko ndeip iyi ukundiroverei Firimoni :: ah sorry ndandichifunga kuti mumwe muface wangu soo Tindo :: manje haiite ka iyoyo wotondisiya ndichikupawo mbama or totenda kudare Firimoni knwing kuti baba vake ndi sabhuku decided kuti rega vaende kudare nyaya yacho anoibuda. Sabhuku : chii chaitika Tindo : mambo wangu mwana wenyu andirova mbama ndichizvifambira hangu. Sabhuku:: iwe Firimoni ndiwe unemhosva, ripa Tindo nembudzi izvozvi, chitomhanya kunoitora umupe. Ndinokupa one hour chete!!! Five hours later Tindo realised kuti atambwa ten zero, Firimoni haadzoke Tindo:: sabhuku honai manje mwana wenyu haasati adzoka!! Sabhuku :: ah zvatovharana ini wangu mutongo ndatopa ukutondinetsa!!! Tindo anoti nyakuu paanga agere ndiye zizenya hwetsuuuuu kumeso kwasabhuku, sabhuku vanoona nyeredzi ndiye pasi kwidiba nezenya ra Tindo. Vasati vatombovhura muromo Tindo says Kana Firimoni auya ne mbudzi yangu mozongopihwa imimi, ndomuripo wembama yandakupai
Posted on: Sun, 31 Aug 2014 10:09:03 +0000

Trending Topics



757565360675">dmwblr pdayloans7.appspot/?ygmr=kiva-small-business-loans xhbixlk
I hold this letter in my hand A plea, a petition, a kind of
On that fateful night of April 14, 1912 there were 2,235 souls
SUPREME COURT GREEN LIGHTS DETENTION OF AMERICANS Lets stand
Rhapsody Of Realities Daily Devotional A CALL TO “WALK ON

Recently Viewed Topics




© 2015