Ukatora label rakanzi “salt” woenda kunorinamira - TopicsExpress



          

Ukatora label rakanzi “salt” woenda kunorinamira pachiContainer chine sugar, that wont change taste yeSugar. Inoramba ichitapira chete but chinogona kungoitika ndechekuti some people will think kuti container iyi ine salt but imo muine sugar, but vanoziva chaivo vanoramba vachiziva kuti umu mune sugar umu mune salt. ndiri kuti even if satan akatora nhema dzake odzinamira pamusoro pechokwadi. chokwadi chinoramba chiri chokwadi, despite nhema dzasatan. dhiabhori ane zvinhu zvizhinji zvekunyepa zvaanotaura achiedza kuda kuvhara chokwadi chaMwari chiri muBible. pane maVerse akawanda kwazvo ekuti nhasi satan anoda kuti vanhu vafunge kuti haasisina basa. zvikurusei mutemo waMwari, anoda kupavhara-vhara neLabel remanyepo, kuitira kuti vanhu vapinde muchivi vasingazive uye vakadekera vachiti hazvina basa. rega kubatwa kumeso nezvinotaura satan, verenga magwaro matsvene than kungogumira kunzwa zvinoparidzwa nevamwe, or even inini wacho, rega kugumuchira paLabel rinonzi church doctrine, nekuti label iroro rinogona kutaurwa zvimwe zvakasiyana nezvinotaura Bible. label iri rinogona kuti sugar, iyo iri salt.
Posted on: Sat, 05 Jul 2014 06:00:01 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015