Upenyu hwevanhu panjodzi kwaChirumhanzu kuchikoro.Muraini rekwa - TopicsExpress



          

Upenyu hwevanhu panjodzi kwaChirumhanzu kuchikoro.Muraini rekwa Ruzive maitawo mumwe murume anonzi Takunda Chinyama/ruzive anorwara nepfungwa.Zvino dambudziko rave rekuti anoshungurudza vanhu.mashoko kubva kuvagari venzvimbo iyi anoti pakutanga akamborova mukadzi waMusuka zvakaipisisa, uye aidzidzisa pachikoro chiri pedyo zvakazoita kuti abve pachikoro ichi achienda pavhudzi pri.tevere akashungurudza mkadzi wepanext door anonzi mai privy.uye akamborova simba mabvunure akanoponera kuchipatara.zvinonzi mapurisa vakamutora varikukurumidza kumudzosa.vonyanyokutyirwa vana vechikoro vanodarika nepamba apa.POITWA SEI APA?
Posted on: Tue, 02 Jul 2013 17:59:42 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015