makadii hide ld dambudziko rangu riri pabonde nababa - TopicsExpress



          

makadii hide ld dambudziko rangu riri pabonde nababa vekwangu.vanouya vachichema kuneta mazuvaose vachibva kubasa.tinosangana kamwe kana kaviri pavhiki asipatinorara nhengo yake inotozomirira mukati dzimwe nguva.tinombotamba asi dzimwe nhabwe inotoramba kumira.last time akapachikonzero chekuti mukaka waainge adyisa sadza.iye zvino atozozvionawo ega kuti zvanyanya akasvika pakutaura ega.pliz chingava chii?angaitawo sei kuti abatsirikane.murume wangu ndinomuda tine vana vavri 10yrs in marriage.
Posted on: Mon, 02 Sep 2013 19:09:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015