munhu ari normal ukamubunza kuti unoda here kugara kumakuva, - TopicsExpress



          

munhu ari normal ukamubunza kuti unoda here kugara kumakuva, he will tell you no. even kana kungotambira area iyoyo hachisi chinhu chinonakidza. Especially kungopfura nekumakuva during the night vazhinji they are afraid. But iyo area inonzi nevamwe haaiite kugara iyoyo is the same area yaigarwa naLegion. kugara kumakuva kwaLegion hachizi chivindi or kuzvishingisa but mweya yetsvina irikumupushira ikoko. there are things zvinoitwa nevanhu muhupenyu and they think kuti chivindi kana kuti kushinga yet mweya yetsvina inoda kuvaparadza. iyo overspeeding nemota iyi hachizi chivindi but mweya wetsvina inoda kuti munhu aparare neAccident. iko kaZED kamuri kumwa aka muchiita kekudhudhudzira, hakusi kushinga uku but ndisatan anoda kuti liver yako iparare chete and then you die. iko kuCheater kwamunoita uku hachizi chivindi but mweya yakaipa inoda kuti mufe nezvirwere. ihwo humbavha uhwu hachizi chevindi but manje manje muchabatwa mukarohwa, ukaita kafira mberi. hapana chivindi apa, kugara kwaLegion kumakuva hakuzi kushinga but maDemon eLoss nerufu. checker area dzauri kunzi unezvivindi or wakashinga, ungangodaro wakagarwa nasatan anoda kukuparadza.
Posted on: Wed, 03 Jul 2013 22:48:04 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015