u a gal ndazviona varume imbwa dzevanhu uye rinonyenga rinohwarara - TopicsExpress



          

u a gal ndazviona varume imbwa dzevanhu uye rinonyenga rinohwarara imagine mukomana wangu ada kurora akuti hee ane 3200dollars chete.Imariwo inororwa muskana musvinu akanaka seni here?Handisi type yekumushaka ini apa he even went behind my back kwakudza cousin sister yangu kuti i can not pay more than that nekuti haasi virgin zvine basa here kusava virgin.Indava varume vachita kunge vakazvarwa nembwa?
Posted on: Thu, 12 Sep 2013 18:17:58 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015