Abraham anonzi if you want to be blessed buda munyika yauri uende - TopicsExpress



          

Abraham anonzi if you want to be blessed buda munyika yauri uende kunyika yandichakupa... MuKristu buda munyika yezvivi... Be violent .. Zvivi zvimwe zvinoda kurwisa chaizvo but buda mairi . -akanzwa ndiAbraham but Lot asina kunzwa anotevera.. Chenjera muhupenyu hwako kungotakura zvimwe zvisina kunzwa shoko raMwari... Mundege vanoti 20kgs free ukapfuuridza u will meet the cost.. Chenjerera kuzvitakudza zvimwe zvausina kupihwa naJehova. -enda nevakanzwa zvawakanzwa,,, vanaLot vanozokunetsa mangwana. -abraham nzara yarova anoenda kuEgypt akawirirana nemukadzi wake kuti kana vabvunzwa iye anoti ihanzvadzi nehanzvadzi.. Varume veEgypt vanonakirwa nemukadzi waAbraham and they recommended him kuti ave waPharao.... Muhupenyu ukaona chakanaka iti ndechangu kwete kuti zvakanaka ndezvevawe, ukaona mota yakanaka, imba, etc kana chakanaka iti ndechangu.. *unoziva here kuti Ishmael akaberekwa naAbram but Issack akaberekwa naAbraham. Abraham ane mwana one.. Zvoreva kuti covernat yakavimbiswa naJehova inobudirira chete. *roja haribvumidzwe kuextender imba, roja haribvumidze kupainter imba... Roja rinonzi hurwere haribvumidzwe kuextender muhupenyu hwako in Jesus name. ****** abraham akafamba naLot akamukanya.. Akafamba naHagga akamukanya but anosvika paanoudza varanda kuti imi this tym sarai ini nemwana tinobaira.... Wonekana nezvimwe zvinhu, wonekana nezvimwe zvivanhu , mu4n book mako deleter zvimwe zvisina basa uti ini ndakumbononamata ndega.. Nekuti zvimwe zvaunotatapurana nazvo izvi zvinokutadzisa kunamata Mwari mushe. Hazvina basa makakura mese, makadzidza mese but kana Jehova vati vanokuda dzimwe nguva zvinoda kuti ubude muruzhinji. ** taneta nemarefree muchurch, vanhu vanongoona zvakaipa zvinoitwa nevamwe, vanhu vasingade kutamba bhora but vanoda kumonitor kuti vamwe varikuritambasei... Kana pamari havaonekwe chavo kupa macomments chete bhora rechegumi rikauya vanojumper , building fund vanojumper but too much kuridzira vamwe pito... Ahhhhh iweeee tambawo nesu bhora mhani togohwese satani... NaJesu unoyambuka chete iwee.
Posted on: Wed, 02 Oct 2013 10:13:45 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015