Chii chawakamboita pamberi pemukomana/ musikana wako chokuti even - TopicsExpress



          

Chii chawakamboita pamberi pemukomana/ musikana wako chokuti even nanhasi ukazvifunga unonzwa kunyara? Inini ndakasangana nechimoko nasistran vacho mutown apa ndandisina kana cent. Zvikanzi nasistran yebby bamdiki tava nenzara ndikati panemunhu anemari yangu ati achandipa palunch. They agreed to wait for lunch yacho. Lunch yasvika manje vava kungobvunza ndikati regai ndifone nhema. Ndakanhonga juice card rakajuswa kudhara ndokusara kumashure ndokuita sendiri kutenga airtym. Ndakanyepera kuscrecha card riya ndokunyepera kujusa. Apa tatagara mupark ini pakati. Ndakanyepera kudila number bva ndaisa panzeve. Bva ndati "Hallo uripi ndakakumirira pa..........." Hamenowo munhu akabva andifonera bva yatanga kurira ringing tone Batai munhu. Gaya matangiro ayo aya. Ndakaona maiguru vakutarisa side kundinyarira. Ndakakata phone zvikanzi namaiguru vaye "ndipeiwo phone yenyu ndimbofona. Ndakavapa yabva yaramba. Vakarequesta mari vakaona balance iri 00,0000 apa ndandanyepera kujusa $5. Tiudzewo yako. Lets like e best story.
Posted on: Sun, 04 Aug 2013 22:22:20 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015