Chitupa batsirai ndiri mkdzi ane 23 yez ne mwana ane 3and half - TopicsExpress



          

Chitupa batsirai ndiri mkdzi ane 23 yez ne mwana ane 3and half months ndkamitiswa wo nemurume wemunhu ini ndaisazviziva nkuti mkdzi wake aive ari kuzim !! Murume uyu aigara neshamwari yake vari 2: shamwari iyi ndiye akambondiudza kuti munhu wauri kudanana naye uyu ane mhuri kumusha zvirinani usiyane naye ude zvako ini coz handina mkadzi handina kuzvigamuchira ndakangoti ndovaye vasingagone kuzvinyengera.pandakasununguka mwan uyu ndakabva ndaenda kumba kwake nemwana kunogara ko rakabva risvkawo kumkadzi wake shoko mkdzi uya ndiye mubhazi akananga durban akauya murume akangotsvaga imwe akanditiza namai mwana wake mumba meshamwari yake iya.zuva racho shamwari yakasvka ndichema ndashaya kuti ndochienda kupi nemwana chokwadi akanzwa tsitsi zvikanz gara zvako kusvka zvnhu zvako zvave nani nkuti nw urimungozva! Chokwadi hachiputsi hukaama mkomana uyu ane 26 ndave kunzwa kumuda handizi hure ndakungodawo munhu anondichengetawo sezvaari kuita anotonditengera kana mapumperz emwana ndisina kana kumbokumbira and iye arikutoita zvekuti vakambondirambirei haana kana musi waakambondikumbira zvinhu ndodiii ndipinde murudo naye mukdzi haana kana mskana wake handisaty ndambomuona ini! batsirai shupikai
Posted on: Sat, 20 Jul 2013 16:00:21 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015