Chitupa rasai , ndatenda newachabatsira .Dambudziko rangu - TopicsExpress



          

Chitupa rasai , ndatenda newachabatsira .Dambudziko rangu nderokuti ndakaroora 2yrs ago mwana 1 iyezvino mdzimai wangu ndinomufunga kana ndisinaye, ndawe naye ndinenge ndisisina shungu nyangwe akandibata ndinongoita hwejongwe zvopfuura saka mkadzi wangu apinda musiwa asi murume ainaye. Pa first round ndinenge ndakatosimba asi ndikangorasa mbewu hapachina asi patakaroorana ndaiita bonde naye achisvika pakuti zvakwana asi iyezvino awekugara achikumbira nyangwe tabvakuita bonde racho,
Posted on: Thu, 20 Jun 2013 13:36:32 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015