Dai uriwe wabvunzwawo izvi unopindura kutii? Hello Tete Nyaya - TopicsExpress



          

Dai uriwe wabvunzwawo izvi unopindura kutii? Hello Tete Nyaya yangu ndirikushaya pekutangira. I suspected my wife of cheating nekuti anouya kuma 10 manheru. Saka nezuro ndakapinda mumotor ndakamuhwandira. Sure enough pakauya motor ndokubva aburuka nemumwe murume. They started kissing and touching ndokubva vaenda paseri. Saka ndaida kutarisa paside mirror kuti ndione zvaiitika then I realised kuti mirror rakabva. Ndakaburuka bvandamhanya mumba wife akabva ateverawo.Saka mubvunzo wangu uri pakuti ndibatsireiwo vehama, pane here anozivawo kunotengeswa rear view mirror reHonda?
Posted on: Wed, 01 Oct 2014 05:00:01 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015