From Rodrick Machava Ini hangu munhu anonzi Machapa - TopicsExpress



          

From Rodrick Machava Ini hangu munhu anonzi Machapa akandirwadzisa, sure kungogowesa goal rimwe paCaps chete kumwe kose kana kugowesa. Nhasi maDzvombi ndovavakuda kuti Caps irove Harare city kuti ivo vatore league vagotiwanzira. Aiwa hazviite Caps please its time to let Madhara ekanzuru win the league not Dynamos, mhandu imhandu ngairohwe. Dai Tau akatambisa team iyi: Munyanduri (goalkeeper) defenders: Fiyadho chungwa Muchiso Nyamandwe midfielders Mahori Tafadzwa dube Muchambo Mahori Strikers: Magariro Zabula Harare city bhoraaaa Atuka here? *Jose*
Posted on: Sun, 17 Nov 2013 18:40:30 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015