GREAT ZIMBABWEANS I GREET YOU Pane nyaya yandawuya nayo pano, - TopicsExpress



          

GREAT ZIMBABWEANS I GREET YOU Pane nyaya yandawuya nayo pano, about hama yedu iyi yekuwurayiwa nemu India, pane vari kuwuya ku inbox kwangu vachiti tiite toyi toyi pa weekend. Ini ndinoti hongu, nenyaya iyi and ndinobvumirana ne kudedza vemapaper nhau, to witness this. Tinoenda kumapurisa kuno reporter kuty ndozvatafunga kuita, hazvidi mapaper izvi, hazvidi mari,zvinoda kubatana as Zimbabweans who are in a foreign land.. We dont know when is the body going home, but ndinoti chero zuva richaenda mutumbi,we mst make sure kuti we march from location kuenda ku bakery kwake nebody,so that awone kuti we are serious about this... Avo vari kusenzako ryt now, musade kungwara kuda kuvachenjedza kuziva hurongwa huripo, nekuti mangwana ndiwe kana kuti ihama yako. Kana iwe uchipokana nazvo, ask yourself this question dai iri hama yako wayitora decision ipi? Lets meet on saturday Shoprite Broadlands Strand, asi time motipa murimi kuti nguvai? Pamberi nekubatana ZIMBABWEANS IN CAPE TOWN GOD BLESS US ALL
Posted on: Tue, 02 Sep 2014 10:10:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015