Gore rakutopera izvezvi umwe ukamubvunza kuti why uri pauri nhasi - TopicsExpress



          

Gore rakutopera izvezvi umwe ukamubvunza kuti why uri pauri nhasi anokuudza kuti ndine VANHU vakandirasisa... Umwe anogona kukuudza kuti pane MUNHU wandaitarisira kuti achandibatsira but zvakazomudzvanyawo akatadza kundibatsira... Umwe ndiyewo anoti ndakashaya MUNHU anondipa mari ye start kuti nditange project yangu...... Munhu anokurasisa hama yangu... Munhu ane paanogumira , munhu anovimbisa zvaasingazadzise.. Tinadzo hama dzedu dzakawanda dzakanyeperwa kuti ukangouya kuSouth Africa zvinhu zviri easy kuno and ukauya ndokubatsira kutsvaga basa within one week unenge wakutoshanda.. Ahhhh . Unoona munhu kumhanya mhanya kutsvaga mari yepasport neyebhazi but zuva raanongosvika paPark station kujoburg mafoni ese ehama yake anenge asisaite adzimwa... Watoita rombo rakanaka unotorwa wogarwa newe but hupenyu wotosunga kudarika zvawaiva uri kuZimbabwe.....masikati ano ndinadzo hama dziri pano utori musituation isiri ryt ndava une munhu wawakatruster akapedzisira akunyudza mumadhaka...... Munamato wangu ndewekuti pamazuva mashoma asara iwaya Mwari ndivo ngavakusimudze, Mwari ndivo ngavamutse vanhu vamwe vausingatozive iwe vachauya necapital yekuti uite business.... I prophesy masikati ano kune vanhu vachakufonera , umwe uchanzwa achiti ndakapihwa number dzako nanhingi saka ndirikukuda kubasa.... Ahhh pane umwe munhu ari pano and i want you to testify this miracle on monday pane munhu wawakadzidza naye but mane nguva musati mataura mese but on sunday muchasangana and that person is going to direct you kune basa rako..... Hama dzangu mazuva asara mashoma aya pane zvikuru zvichaitwa naMwari... Vamwe vachazviona zvichiitika vamwe zvichaitika muhupenyu hwavo....... Pandanga ndichinamata nekuda kwegoredzva 2015 Mwari vandivimbisa kuti kana vakambondishandisa this tym there is going to be a double potion of annointing... Deliverance yacho irikutotanga iwo masikati ano.. Healing yacho irikutotanga kuitika mudzimba kubva zuva ranhasi... As i speak pane amwe madhimoni achamanifester munhu achingoverenga message so... uchanzwa vamwe vachipupura kuti ndichiverenga message ndine simba randakanzwa and hupenyu hwangu hwakabva hwashanduka.... Shamwari your time for breakthru is NOW........ I advice you tanga kuswedera padhuze naMwari, siya chipfambi, kana wanga une more than one boyfriend/girlfriend ibva watoramba wausingade usiyane utorane neachakuroora... Kana wanga uchiita masecret sins tanga kusiya... Pauri kuswedera kunaMwari uchaona kuti pane zvinhu zvichatanga kuswederawo kwauri... Relationship yako naMwari ine zvainokonzeresa ayayayah..... Unoziva ndirikurinzwa simba racho izvezvi... Pane zvikuru zvirikuda kuitwa naMwari... I promise you iro gore rino risati rapera unochibata chete.. Daira AMen satani nemweya yetsvina zvisvotwe!!!!!
Posted on: Sat, 20 Dec 2014 13:19:56 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015