HAUNA KUSARA Jesus was left behind neBoat yaiva nemaDisciples. - TopicsExpress



          

HAUNA KUSARA Jesus was left behind neBoat yaiva nemaDisciples. Time time paaida kuvateera haana kutsvaga boat rekuteera naro or kutryer kuswimmer but He just walked on water and caught up with them (Mark 6:45~52) Dont be worried kuti wasiiwa neBoat rine vamwe, Hongu pameso evanhu zvinoita kunge wakasara nekuti zvawaida kuAchiever zvakaramba kuita from January to July, every resolution yakawakanyora hapana kana 1 yawakazadzisa ,be it marriage, education, work e.t.c usaite pressure kuti sei ndisina kuzadzisa my resolutions yet vamwe vakazviita, ah ah. Tsvaga Jesu, tsvaga Mwari and He shall make you walk on top of water. Jesu achakupa imwe nzira yekuti usvike pauri kuda. He will give you a new method to reach boat rauri kuti rakusiya.
Posted on: Thu, 14 Aug 2014 11:02:48 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015