HIDE ID Female, Aged 27, with two children aged 5 and 1 both - TopicsExpress



          

HIDE ID Female, Aged 27, with two children aged 5 and 1 both fathered nemurume (30) wandirikubika naye mapoto. zvemba zvagara zvisiri zvangu. Chandaingodawo mwana zvino ndatova nevaviri. Ndinodawo rubatsiro on the best way to move out of kubika mapoto kwandiri kuita ndochigara hangu as a single mother with my two girls. Murume wandinobika mapoto naye is the 23rd man wandakarara naye and only the third wandingati ndakadanana naye. Vamwe vose kwaingova kukwirana pasina rudo. Humhandara hwakabva ndichiri kuchikoro muForm 3. Ndakazoona kuti nguva yafamba ndisina a serious relationship pandakasvitsa 22 ndokubva ndati regai nditsvage anondipa mwana. Ndakatadzira pasi nekudenga nezvandakaitira murume wandinobika naye mapoto and the guilt is just too much for me to carry on in the current relationship. Kubudikidza nekumunyepera, kumudyisa, nekumuendera kumaporifita, (even though he had never proposed or expressed interest) ndakamuteya ndikamuwana by ginya. He was a virgin so zvakatora nguva ndichimudzidzisa kukwira apawo ini ndainyepa kuti ndiri virgin. Six months after I had started work on this project, there was penetration uye nhumbu yakabva yabata. A few weeks after missing my period ndakamutizira akanditambira and since then tinongobika mapoto. Anondipa zvese zvandinoda nevana and I now have $360,000.00 cash and several assets in my name. Sezvo zvichinzi rinemanyanga hariputirwi, ndavakuda kumusiya chokwadi chisati chabuda pachena, uye kumudyisa kuya kusati kwa expire. Ndinodawo rubatsiro on how best I can pull this one off. My guilt conscience will surely disappear musi wandinonzwa kuti ava nemumwe mukadzi. Ndatenda kune vachabatsira.
Posted on: Fri, 13 Sep 2013 15:37:34 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015