HUKOSHWA HWARO RUVA,,,,,totenda maruva tadya chakata tiri pakati - TopicsExpress



          

HUKOSHWA HWARO RUVA,,,,,totenda maruva tadya chakata tiri pakati pokudya chakata vamwe vedu vari kuzama kuomesa maruva,kudoti ruva riwome wanike mudzimu,namwari voramba voti chakata muchadya zvoupenyu hwose.kukosha kweruva iri kunozivikanwa nesu pamwe namwari ,kushaika kweruva iri huswa,miti,makomo,mhuka pamwe nesu vanhu ndipo patinowonekwa setisiri zvinhu mukati mayo raramo yedu yose,,,,,,kudiridza ruva iri kubatana,,,,,,kusimbisa ruva iri kubatana,,,,,,,,,tikabatana takosha paruva iri muZIMBABWE.
Posted on: Fri, 23 Jan 2015 13:04:03 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015