Handidi hangu kuenzanisa nguwo dzangu nedza Tarubva,kana Tarubva kut aenzanise dzake nedzangu nokut ini dzangu ndinotenga kuMupedzanhamo kana kuruka ndega nemurara kana makonje asi dzakafarirwa hadzo kuUNWTO.Mwari havasarudze kut uyo ndiani kana kut anobvep anongokomborera kana nguva yaunenge wakatarirwa ako makomborero yasvika thus pple shuld disist from lukn down upon ech athr,thou shal not judge d othr 4 thee shal olso b judgd,-uuuh mazwi makukutu(fud 4 thot)
Posted on: Fri, 13 Sep 2013 21:58:24 +0000