Handidi ini kufa ne Bp Ndigotadza kupinda denga Nekuda - TopicsExpress



          

Handidi ini kufa ne Bp Ndigotadza kupinda denga Nekuda kwekusaregerera Mweya wangu wonanga Gehenna Kwete, ndinokuregerera Ishe vakandiregerera wo Saka ndato kuregerera Kuregerera in advance Zvauri iwe mudiwa wangu Ndinozviziva uchanditadzira Saka ndatokuregerera Kuregerera in advance Ndiwe zvako uripa whatsapp Uchingo flirter nevamwe Moyo wangu urikurwadza Asi ndinokuregerera Babie ndinokuregera Ishe vakandiregerera Saka ndatokuregerera Kuregerera in advance Mummy, mummy, ndinokuregerera Ndakanzinzva makambondirasa, kundirasira mu bhini Ini ndikudai mummy ishe vakandiregerera wo Saka ndinokuregererai kuregerera in advance daddy daddy Daddy daddy hatisati tambosangana ka Asi ndinokudai daddy, uye ndinokuregererai Ndakanzinzva makaramba numbu Ishe vakandiregerera wo Saka ndinokuregererai Kuregerera in advance Zvamuri imi vana vesangano Ndinozviziva muchanditaura Ndino zviziva muchandinyeya He mufundisi varikuba Mari Mufundisi havasisina power Mufundisi havasisina Shoko Mukadzi wavo hagoni kupfeka Asi ndinokuregerera Church ndinokuregerera Ishe vakandiregerera Saka ndinokuregerera Kuregerera in advance Nhai Mwari we x2 Dzidzisai Moyo kuregerera Moyo ngaudzidze kuregerera Pandakakutadzirai Mwari Makandipa 2nd chance Mukandipa 3rd chance Ndikanyepa mukati 4th chance Ndokutadza zve mukati 5th chance Mukati thousand, million, billion, trillion, zillion chances! KUREGERERA IN ADVANCE - JOYOUS 19 By Takesure Zam
Posted on: Mon, 22 Dec 2014 06:56:24 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015