Hello!!!!veduwe l need help zveshuwa,am married woman with no kids - TopicsExpress



          

Hello!!!!veduwe l need help zveshuwa,am married woman with no kids l jus had a mascrge dambudziko murume wangu ari absuve veduwe l dont kuti ndotadzei anondirova and he take advantage yekuti l cme from poor family and we are staying in SA,bt haandipewo mari kana yechikafu hayo anotenga paadira hake and ukamubvunza inyaya chaiyo,ini hangu am tired of this my mom vanogara vachingorwara and kuti ndiyende kumba ndonzwa kunge ndavaomesera and my fear is achandiuraya bcoz ukaona munhu wemurume anorova munhu kadzi zvibhakera achindihedha somtyms anogona kubata banga oti l will kill ndotiza ndotya vehama rudo naye handichisisina ini ndakutotya.ari raffu zvisingaite, And akatsamwiswa kubasa chaiko anouya akabipa ukakumutaudza kuti chii anogona kukurova kusvika shungu dzapera,am still young vanhu vamwari am only 19 and kuroorwa kwandakaita it was bcoz of ma situtions andakasangana nawo,and iye is 28,saka vanhu vamwari pliz l need help,shud l go kumba here or ndigare hangu
Posted on: Sun, 18 Aug 2013 11:58:46 +0000

Trending Topics




© 2015