Helloyi Tetez nemiwo hama ndine muenzaniso.ndineChokwadi chekuti - TopicsExpress



          

Helloyi Tetez nemiwo hama ndine muenzaniso.ndineChokwadi chekuti munhu wese anoziva chinonzi GUDO nhai vanhu makambozvionawo here kuti Gudo nemunhu zvakafanana kubva kutsoka kusvika kumusoro and zvese and gudo richiridiki rinotonzi Mwana kudanwa sewemunhu and pakanobarwa kanobarwa kasina makushe kakatoita semwana wemunhu kachitochemawo sewemunhu bcz munhu achiri mudiki zvinonzi mwana and paanozvarwa anenge achitochema zvichireva izvo kuti Gudo Munhu but munhu haasi gudo musiyano uri pakuti Gudo harina "HUNHU" huri mwatiri isusu vanhu. hunhu uhu huri pakati zvichireva maitiro,kutaura.pamwe chete nekufunga. Mumwe munhu kumutarisa zvito zvito zvake. haana hunhu zvichireva izvo kuti iGudo but ukamuudza kuti zvauri kuita izvo zvinoitwa neGudo kana kumuudza kuti uri Gudo anokutsamwira but unenge wamuudza chokwadi chiri pachena Saka vanhu ngatiregei kushaya hunhu semakudo plz dzosai hunhu hwenyu panzvimbo wagara unahwo asi ndiwe unohubvisa dzosai plz murege kuva makudo.thanks .
Posted on: Sat, 14 Sep 2013 18:00:26 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015