Hi. Munomboziva muhupenyu hapana problem isingagadzirisiki. Kunze - TopicsExpress



          

Hi. Munomboziva muhupenyu hapana problem isingagadzirisiki. Kunze kwehurwere a problem is deliberately created by a person who consciously does something wrong. So sezvo munhu achiita nokuda kwake nyange huhure hwacho kana kushusha kwacho its a decision chete so anongorega like matangire aakaita in the first place. We can work towards the betterment of our relationships. Ko rudo rwakare rwuya makaisepi? Every problem looks very big today but as time goes on when we suffer because we took the easy way out looking back it will become very irrelevant. Munhu haatyi kuvambuka rwizi rwakazara ngwena but because he knows that on the other side there r greener pastures anotovambuka. Rwizi is just an obstacle to be conquered towards his goal and he wont look back. Just like maproblems atinosangana nawo murwendo rwehupenyu and in our relationships everything comes to pass and we conquer Satan anenge aedza kuparadza hukama hwedu tokunda tichipinda mumagreen pastures. Hapana problem isingakundiki kana takazvimisira kuvaka zvishoma zvatiinazvo into greener pastures. The best woman in my world is my wyf. Pamwe chete tichakunda. Ngatifungirei our biggest victims. Our kids. Ndauwee
Posted on: Mon, 22 Sep 2014 15:30:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015