Hie Dr Vee hide my 1D,ichokwadi here ichi chirikuitika Mu Joni - TopicsExpress



          

Hie Dr Vee hide my 1D,ichokwadi here ichi chirikuitika Mu Joni muno ? -kunhuwa hapwa mu Tex muzimba. -ruzha mu tex mu zimba -parikurobwa mbavha muzimba -Parkstation ya Zara mbavha ma Zimba -train iri kuzadzwa nema Zimba -varikuenda ku beach vakapfeka ma skirt ku beach ma Zimba -varikuchaya mapoto mazimba -varikunyenga chembere vakomana ma Zimba -akabata black lable muzimba -ma night club arikuzara mahure mazimba. -varikugara vari six mu 1 room ma Zimba -akabata changani bag muzimba -arikushandiswa nesvondo muzimba. Ichokwadi here ichi ?
Posted on: Thu, 12 Sep 2013 05:00:28 +0000

Trending Topics




© 2015