Hie tete nedare. Chitupa vigai pliz akazviziva angaramwa kuuya - TopicsExpress



          

Hie tete nedare. Chitupa vigai pliz akazviziva angaramwa kuuya kuno. Tete nedare ini ndinedambudziko remukomana wangu tinodananawo chose asi I don know kut dambudziko chiii tinogaro netsana iye ari kuZim inini am in S.A.tinofonerana even pa apps wechat but most of da tym kutukana chete. Apa arikuda kuuya kuno kana akatora leave yake muna October asi hatimbotaure mushe even akafona tinombo blockana kufcbk izvozvi kutaura kuno we are not frenz on fcbk zvino mubvunzo wangu vedare uri pakut,, Panerudo here apa or arikungofambira kuzondikwira kuno after ondiramba hake.. Or anondida hake ndizvo zvinoita true love zvekutukana nekunetsana kana kuti ilong distance. Vedare natete shuwa ndanetseka ini ndibatsireiwo pamwe anondida hake or anoda kuzorova beche rangu sezvo aripazororo.. But I really love him kutukana kwacho its too much or ndimurambidze kuuya but haazofungi kuti ndinezvandirikuita here kuno to be honesty vanhu vamwari ndakavimbika paari ndiye ega but ndave kutya nebeche rangu. Pliz dare help vanotuka tukai henyu vanobatsirawo pliz ndionesiiwo nzira myb haandide avekuda kungondikwira chete..
Posted on: Thu, 08 Aug 2013 16:39:44 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015