I was just thinking... For sure, Prophet Makandiwa is the most - TopicsExpress



          

I was just thinking... For sure, Prophet Makandiwa is the most influencial person in this country. When UFI launched the first calendar with the face of Papa. By just touching the calendar, the sick would get healed and demons would check out. By just touching the calendar. Those who criticised began to say muri kunamata munhu. But today, ave machurches mangani ave nemacalendars avowo vave kutendawo kuti kubata calendar rine picture yaMfundisi wavo, unoitirwa zvakanaka? Yet it was Prophet Makandiwa who pioneered it. Pakatanga kunyatsoparidzwa vhangeri remari, reprosperity naProphet Makandiwa. There was heavy criticism. But today, ave machurch mangani ava kuparidzawo prosperity, akuparidzawo mari sermon yese? Yet it was Prophet Makandiwa who pioneered it. Pakatanga mawristband muUFI, zvakashorwa kwakawanda. Asi nhasi ave machurch nemaministries mangani ave nemawristbands avowo? Mamwe neebhora chaiwo kunge bhora ratanga nhasi. Kuri kutevedzera chete. Yet it was Prophet Makandiwa who pioneered it. Pakatanga kuvakwa the mega church in Chitungwiza, which is the biggest church in southern Africa. Manganiwo machurch akabva atangawo kuvaka mamega churches? Nemamwe ange asiri kupera kuvakwa, ave kuvakwa. Yet it was Prophet Makandiwa who pioneered it. Pakatangwa the prophetic in UFI, machurch mangani akabva atangawo chiporofita nationwide. Yet zvakashorwa nekumaconference emadzichurch. But today chazara chiporofita nyika yose, kunyangwe nevaishora. Yet it was Prophet Makandiwa who pioneered it. Pakatangwa macreative miracles, signs and wonders by Prophet Makandiwa. Kunyangwe vazodziwa apa vatadza havo kutevedzera asi zvaedzwa mumachurch mangani? Pakatanga mastickers epadzimotokari in UFI, zvakashorwa veduwe. Asi nhasi ave machurch mangani akagadzirawo mastickers ari padzimotokari dzevatendi? Yet it was Prophet Makandiwa who pioneered it. When Prophet Makandiwa introduced fatherhood in this country, he is the only Man of God we knew as Papa. And he was criticised on tv, radio, newspaper etc. But today, vave vangani vave kunziwo ana Papa mudzichurch umu? Vava vangani vari kuitana ana Papa nepafacebook chaipo? Yet it was Prophet Makandiwa who pioneered it. Pakatanga yekuti: Ndiri mwana weMuporofita, there was deep magnitude of criticism. But today, vangani vava kuzvitiwo ndiri mwana waNhingi? Yet it was Prophet Makandiwa who pioneered it. People criticise what they will also begin to follow. Love it or hate it. Believe it or not. But Prophet Makandiwa is the man detecting the pace in churches in this country today. One way or the other, churches are copying whatever Prophet Makandiwa does. Even in the social life. My Papa is a General of The Most High God. My one and only Father, Prophet E.S Makandiwa is the Pathfinder indeed. Am proudly Mwana weMuporofita.
Posted on: Mon, 17 Jun 2013 16:44:53 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015