[Imbomira zvaurikuita tinamate 2 mins chete] Ishe ndinokutendai - TopicsExpress



          

[Imbomira zvaurikuita tinamate 2 mins chete] Ishe ndinokutendai matendera kuti ndisvike pane dzinonguva pasina zvakaipa zvandasangana nazvo, ndoziva kune vamwe vapinda munjodzi vakatisiya vamwe vatowe zvirema,ini ndirimupenyu handingazvipembedze nekuti hakusi kugona kana uchenjeri hwangu asi inyasha dzenyu. Panguva inondinokumbiramundiregere nekundikanganwira zvandinokutadzirai misi nenguva. Ndinonamatirawohama,shamwari,nherera,shirikadzi,vasungwa vese mumatirongo vanopikira mhaka dzavasinakuparapamwe nevarwere vese varimuzvipatarandinoti ngavaporeswe nezita raJesu. Baba makataura kuti hakuna chaunodana muzita rangu uchichishaiwa,ndinokumbira mutumire ngirozi nechiedza chedenga zvigondivhenekera pandinenge ndakarara vakaipa vashaiwe simba pamusoro pehupenyu hwangu uye mugondirotesawohope dzinedudziro mukati mehupenyu hwangu naizvozvo ndinokutendai kasingapere nezita renyu remwanakomana neremweya mutsvene amen!!!
Posted on: Mon, 25 Nov 2013 19:31:51 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015