Ishavi reurombe rinokonza kudaro. Kumwewo kushaya chikoro mumusoro - TopicsExpress



          

Ishavi reurombe rinokonza kudaro. Kumwewo kushaya chikoro mumusoro umu kana kuti kana chirimo chikoro chakapinda chikaita vapour. Munhu ungabve kumba kwako, kana kuita rovha rinogara pafacebook richitika malike like pazvinhu zvisina kuti zvinokupa sadza kumba kwako. Kutoita full time job rekutuka vanhu pafacebook shuwa. hahahhahah nhasi ndaseka shuwa. Manje mukazoona vamwe vane mota nedzimba dzavo mozoti vakabaka. haiwa puzungwarai pafacebook muine gandzanzara shavi renhamo. Tsvee kutora kadhola kutengera vana chingwa vaende kuchikoro , kunojusa phone kuti uuye pafacebook kuzotukana nevamwe. Haiwa hurombo huroyi shuwa.
Posted on: Tue, 24 Sep 2013 13:18:58 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015